Numeri 24:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Paakaona vaKeni,+ akataurazve chirevo chake akati: “Nzvimbo yako yaunogara yakasimba, imba yako yakavakirwa paibwe.
21 Paakaona vaKeni,+ akataurazve chirevo chake akati: “Nzvimbo yako yaunogara yakasimba, imba yako yakavakirwa paibwe.