Numeri 25:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 nokuti vari kukunetsai nemabasa avo emanomano+ avakakuitirai nemanomano pane zvakaitwa paPeori+ nezvakaitwa naKozbhi+ mwanasikana wejinda reMidhiyani, hanzvadzi yavo yakabayiwa ikafa+ muzuva redenda rakavapo nokuda kwezvakaitika paPeori.”+
18 nokuti vari kukunetsai nemabasa avo emanomano+ avakakuitirai nemanomano pane zvakaitwa paPeori+ nezvakaitwa naKozbhi+ mwanasikana wejinda reMidhiyani, hanzvadzi yavo yakabayiwa ikafa+ muzuva redenda rakavapo nokuda kwezvakaitika paPeori.”+