Numeri 26:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Vanakomana vaGadhi+ maererano nemhuri dzavo vaiva: Zefoni, kwakabva mhuri yevaZefoni; Hagi, kwakabva mhuri yevaHagi; Shuni, kwakabva mhuri yevaShuni;
15 Vanakomana vaGadhi+ maererano nemhuri dzavo vaiva: Zefoni, kwakabva mhuri yevaZefoni; Hagi, kwakabva mhuri yevaHagi; Shuni, kwakabva mhuri yevaShuni;