Numeri 26:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Vanakomana vaManase+ vaiva: Makiri,+ kwakabva mhuri yevaMakiri. Makiri akabereka Giriyedhi.+ Giriyedhi, kwakabva mhuri yevaGiriyedhi.
29 Vanakomana vaManase+ vaiva: Makiri,+ kwakabva mhuri yevaMakiri. Makiri akabereka Giriyedhi.+ Giriyedhi, kwakabva mhuri yevaGiriyedhi.