Numeri 26:65 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 65 Nokuti Jehovha akanga ati nezvavo: “Chokwadi vachafira murenje.”+ Naizvozvo kwavari hakuna kusara kana murume mumwe chete kunze kwaKarebhi mwanakomana waJefune naJoshua, mwanakomana waNuni.+
65 Nokuti Jehovha akanga ati nezvavo: “Chokwadi vachafira murenje.”+ Naizvozvo kwavari hakuna kusara kana murume mumwe chete kunze kwaKarebhi mwanakomana waJefune naJoshua, mwanakomana waNuni.+