Numeri 27:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Baba vedu vakafira murenje,+ asi havana kuva pakati peungano, kureva vaya vakaungana kuti varwe naJehovha muungano yaKora,+ asi vakafira chivi chavo;+ uye havana kumbova nevanakomana.
3 “Baba vedu vakafira murenje,+ asi havana kuva pakati peungano, kureva vaya vakaungana kuti varwe naJehovha muungano yaKora,+ asi vakafira chivi chavo;+ uye havana kumbova nevanakomana.