-
Numeri 27:8Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
8 Unofanira kutaura nevanakomana vaIsraeri, uchiti, ‘Kana murume chero upi zvake akafa asina kuva nomwanakomana, munofanira kubva maita kuti nhaka yake igarwe nomwanasikana wake.
-