8 Uchapa rimwe gwayana gono panguva yorubvunzavaeni. Ucharipa kuti rive chinopiwa chinopiswa nomoto, chokunhuhwirira kwakanaka kunoitirwa Jehovha, pamwe chete nechinopiwa chacho chezviyo chakafanana nechemangwanani uye pamwe chete nechinopiwa chacho chinonwiwa chakafanana.+