Numeri 29:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Munofanira kuuya nenzombe imwe chete, gondohwe rimwe chete, makwayana makono manomwe, rimwe nerimwe riine gore rimwe chete, zvakanaka, kuti zvive chinopiwa chinopiswa, chinopiwa chinopiswa nomoto, kunhuhwirira kwakanaka kunoitirwa Jehovha;+
36 Munofanira kuuya nenzombe imwe chete, gondohwe rimwe chete, makwayana makono manomwe, rimwe nerimwe riine gore rimwe chete, zvakanaka, kuti zvive chinopiwa chinopiswa, chinopiwa chinopiswa nomoto, kunhuhwirira kwakanaka kunoitirwa Jehovha;+