4 baba vake vakanzwa mhiko yake kana kuti mhiko yake yokurega zvimwe zvinhu yaakasunga nayo mweya wake uye baba vake vomunyararira, mhiko dzake dzose dzicharamba dziripo, uye mhiko dzose dzokurega zvimwe zvinhu+ dzaakasunga nadzo mweya wake dzicharamba dziripo.