Numeri 30:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi kana baba vake vakamurambidza pazuva ravanonzwa mhiko dzake dzose kana kuti mhiko dzake dzokurega zvimwe zvinhu dzaakasunga nadzo mweya wake, hadzingarambi dziripo, asi Jehovha achamukanganwira, nokuti baba vake vakamurambidza.+
5 Asi kana baba vake vakamurambidza pazuva ravanonzwa mhiko dzake dzose kana kuti mhiko dzake dzokurega zvimwe zvinhu dzaakasunga nadzo mweya wake, hadzingarambi dziripo, asi Jehovha achamukanganwira, nokuti baba vake vakamurambidza.+