Numeri 31:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Vakauya nenhapwa nezvakatorwa nechisimba nezvakapambwa kuna Mosesi nomupristi Eriyezari nokuungano yevanakomana vaIsraeri, kumusasa, kumapani erenje eMoabhi,+ ari pedyo naJodhani kuJeriko.
12 Vakauya nenhapwa nezvakatorwa nechisimba nezvakapambwa kuna Mosesi nomupristi Eriyezari nokuungano yevanakomana vaIsraeri, kumusasa, kumapani erenje eMoabhi,+ ari pedyo naJodhani kuJeriko.