47 Zvino Mosesi akatora pahafu yevanakomana vaIsraeri chimwe chete chaifanira kutorwa pamakumi mashanu, pavanhu nepazvipfuwo, akazvipa vaRevhi,+ vachengeti vezvinhu zvaisungirwa kuti zviitirwe+ tebhenekeri yaJehovha, sezvakanga zvarayirwa Mosesi naJehovha.