Numeri 33:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Munguva iyi yose vaIjipiti vakanga vachiviga vaya vakanga vaurayiwa naJehovha pakati pavo, iwo matangwe ose;+ uye Jehovha akanga atonga vanamwari vavo.+
4 Munguva iyi yose vaIjipiti vakanga vachiviga vaya vakanga vaurayiwa naJehovha pakati pavo, iwo matangwe ose;+ uye Jehovha akanga atonga vanamwari vavo.+