Numeri 33:55 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 55 “‘Asi kana musingazodzingi vagari vomunyika yacho pamberi penyu,+ vaya vamunosiya vachava sezvinobaya mumaziso enyu uye seminzwa mumativi enyu, uye vachakunetsai munyika yamuchange muchigara.+
55 “‘Asi kana musingazodzingi vagari vomunyika yacho pamberi penyu,+ vaya vamunosiya vachava sezvinobaya mumaziso enyu uye seminzwa mumativi enyu, uye vachakunetsai munyika yamuchange muchigara.+