Numeri 36:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 vakati: “Jehovha akarayira ishe wangu kuti ape vanakomana vaIsraeri nyika yenhaka pachishandiswa mujenya;+ uye ishe wangu akarayirwa naJehovha kuti ape nhaka yaZerofehadhi hama yedu kuvanasikana vake.+
2 vakati: “Jehovha akarayira ishe wangu kuti ape vanakomana vaIsraeri nyika yenhaka pachishandiswa mujenya;+ uye ishe wangu akarayirwa naJehovha kuti ape nhaka yaZerofehadhi hama yedu kuvanasikana vake.+