Dheuteronomi 1:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “Zvino panguva iyoyo chaiyo ndakarayira vatongi venyu, ndichiti, ‘Pamunenge muchinzwa mhosva dziri pakati pehama dzenyu, mutonge zvakarurama+ pakati pomunhu nehama yake kana kuti nomutorwa+ wake. Dheuteronomi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:16 Nharireyomurindi,7/1/1992, p. 17
16 “Zvino panguva iyoyo chaiyo ndakarayira vatongi venyu, ndichiti, ‘Pamunenge muchinzwa mhosva dziri pakati pehama dzenyu, mutonge zvakarurama+ pakati pomunhu nehama yake kana kuti nomutorwa+ wake.