Dheuteronomi 1:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Tiri kuenda kupi? Hama dzedu dzakaita kuti mwoyo yedu itye,+ dzichiti: “Ikoko takaona vanhu vahombe uye varefu kutipfuura,+ maguta makuru uye akavakirirwa kusvikira kumatenga,+ uyewo vanakomana vevaAnaki.”’+ Dheuteronomi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:28 Nharireyomurindi,8/15/2013, p. 11
28 Tiri kuenda kupi? Hama dzedu dzakaita kuti mwoyo yedu itye,+ dzichiti: “Ikoko takaona vanhu vahombe uye varefu kutipfuura,+ maguta makuru uye akavakirirwa kusvikira kumatenga,+ uyewo vanakomana vevaAnaki.”’+