Dheuteronomi 2:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Ndichadya zvokudya zvauchanditengesera nemari; uye ndichanwa mvura yauchandipa ndichiripa mari. Ingondibvumira kupfuura ndichifamba netsoka dzangu,+
28 Ndichadya zvokudya zvauchanditengesera nemari; uye ndichanwa mvura yauchandipa ndichiripa mari. Ingondibvumira kupfuura ndichifamba netsoka dzangu,+