Dheuteronomi 4:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Asi zvichenjerere, utarisire mweya wako zvakanaka,+ kuti urege kukanganwa zvinhu zvakaonekwa nemaziso ako+ uye kuti zvirege kubva mumwoyo mako mazuva ose oupenyu hwako;+ uzvizivise vanakomana vako nevazukuru vako,+ Dheuteronomi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 4:9 Nharireyomurindi,6/1/2006, pp. 29-30 Chikoro Choushumiri, p. 20
9 “Asi zvichenjerere, utarisire mweya wako zvakanaka,+ kuti urege kukanganwa zvinhu zvakaonekwa nemaziso ako+ uye kuti zvirege kubva mumwoyo mako mazuva ose oupenyu hwako;+ uzvizivise vanakomana vako nevazukuru vako,+