Dheuteronomi 10:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ona, matenga,+ iwo matenga okumatengatenga, nyika+ nezvose zviri mairi ndezvaJehovha Mwari wako.