1 Samueri 1:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Naizvozvo gore rava kunopera, Hana akava nepamuviri, akabereka mwanakomana, akamutumidza+ kuti Samueri, nokuti akati, “ndakamukumbira kuna Jehovha.”+
20 Naizvozvo gore rava kunopera, Hana akava nepamuviri, akabereka mwanakomana, akamutumidza+ kuti Samueri, nokuti akati, “ndakamukumbira kuna Jehovha.”+