Pisarema 37:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Nokuti Jehovha anoda kururamisira,+Haazosiyi vakavimbika vake.+ ע [ʽAʹyin]Vachachengetedzwa nokusingagumi;+Asi vana vevakaipa, chokwadi vachaparadzwa.+ Mapisarema Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 37:28 Swedera Pedyo naJehovha, pp. 285-288
28 Nokuti Jehovha anoda kururamisira,+Haazosiyi vakavimbika vake.+ ע [ʽAʹyin]Vachachengetedzwa nokusingagumi;+Asi vana vevakaipa, chokwadi vachaparadzwa.+