Pisarema 59:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Haiwa imi Simba rangu, ndichakuimbirai,+Nokuti Mwari ndiye nzvimbo yangu yakakwirira yakachengeteka, Mwari anondiitira mutsa worudo.+
17 Haiwa imi Simba rangu, ndichakuimbirai,+Nokuti Mwari ndiye nzvimbo yangu yakakwirira yakachengeteka, Mwari anondiitira mutsa worudo.+