Pisarema 142:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 142 Ndakashevedzera kuna Jehovha nenzwi rangu kuti ndibatsirwe;+Ndakachema kuna Jehovha nenzwi rangu kuti ndinzwirwe nyasha.+
142 Ndakashevedzera kuna Jehovha nenzwi rangu kuti ndibatsirwe;+Ndakachema kuna Jehovha nenzwi rangu kuti ndinzwirwe nyasha.+