Pisarema 142:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Ndakaramba ndichidururira kunetseka kwangu pamberi pake;+Ndakaramba ndichitaura nezvokutambudzika kwangu pamberi pake,+
2 Ndakaramba ndichidururira kunetseka kwangu pamberi pake;+Ndakaramba ndichitaura nezvokutambudzika kwangu pamberi pake,+