Rwiyo rwaSoromoni 1:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Haiwa iwe unodiwa nomweya wangu,+ ndiudze kwaunofudzira,+ kwaunorarisa boka rako rezvipfuwo pasi masikati. Nei ndichifanira kuita somukadzi anochema akazviputira nejira pakati pemapoka ezvipfuwo evamwe vako?”
7 “Haiwa iwe unodiwa nomweya wangu,+ ndiudze kwaunofudzira,+ kwaunorarisa boka rako rezvipfuwo pasi masikati. Nei ndichifanira kuita somukadzi anochema akazviputira nejira pakati pemapoka ezvipfuwo evamwe vako?”