Rwiyo rwaSoromoni 8:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 “Mukadzi uyu ari kubva kurenje+ ndiani,+ akazendamira mudiwa wake?”+ “Ndakakumutsa pasi pomuapuro. Amai vako vairwadziwa nokukusununguka vari ipapo. Uya akakubereka airwadziwa nemarwadzo okusununguka ari ipapo.+
5 “Mukadzi uyu ari kubva kurenje+ ndiani,+ akazendamira mudiwa wake?”+ “Ndakakumutsa pasi pomuapuro. Amai vako vairwadziwa nokukusununguka vari ipapo. Uya akakubereka airwadziwa nemarwadzo okusununguka ari ipapo.+