Isaya 9:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Manase achadya Efremu, uye Efremu achadya Manase. Vacharwisa Judha vari pamwe chete.+ Nokuda kweizvi zvose kutsamwa kwake hakuna kupera, asi ruoko rwake ruchakatambanudzwa.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 9:21 Uprofita hwaIsaya I, pp. 134, 139-140
21 Manase achadya Efremu, uye Efremu achadya Manase. Vacharwisa Judha vari pamwe chete.+ Nokuda kweizvi zvose kutsamwa kwake hakuna kupera, asi ruoko rwake ruchakatambanudzwa.+