Jeremiya 37:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Jeremiya paakapinda muimba yaiva nomugodhi,+ mudzimba dzepasi, Jeremiya akaramba achigara imomo kwemazuva mazhinji.
16 Jeremiya paakapinda muimba yaiva nomugodhi,+ mudzimba dzepasi, Jeremiya akaramba achigara imomo kwemazuva mazhinji.