Jeremiya 40:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino Johanani+ mwanakomana waKareya+ nevakuru vose vemauto ehondo vaiva musango,+ vakauya kuna Gedhariya kuMizpa.
13 Zvino Johanani+ mwanakomana waKareya+ nevakuru vose vemauto ehondo vaiva musango,+ vakauya kuna Gedhariya kuMizpa.