Jeremiya 42:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 kuti makakanganisira mweya yenyu;+ nokuti makandituma kuna Jehovha Mwari wenyu, muchiti, ‘Tinyengetererei kuna Jehovha Mwari wedu; uye tiudzei zvose zvinotaurwa naJehovha Mwari wedu sezvazviri, uye tichazviita.’+
20 kuti makakanganisira mweya yenyu;+ nokuti makandituma kuna Jehovha Mwari wenyu, muchiti, ‘Tinyengetererei kuna Jehovha Mwari wedu; uye tiudzei zvose zvinotaurwa naJehovha Mwari wedu sezvazviri, uye tichazviita.’+