Jeremiya 44:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Naizvozvo hasha dzangu nokutsamwa kwangu zvakadururwa, zvikabvira mumaguta aJudha nomumigwagwa yeJerusarema;+ uye zvakava nzvimbo yakaparadzwa, dongo zvaro, sezvazvakaita nhasi.’+
6 Naizvozvo hasha dzangu nokutsamwa kwangu zvakadururwa, zvikabvira mumaguta aJudha nomumigwagwa yeJerusarema;+ uye zvakava nzvimbo yakaparadzwa, dongo zvaro, sezvazvakaita nhasi.’+