Jeremiya 46:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 ‘Munhu anomhanya kwazvo ngaarege kuedza kutiza, uye murume ane simba ngaarege kuedza kupukunyuka.+ Kumusoro nechokuchamhembe+ pedyo norwizi rwaYufratesi vagumburwa, vakawa.’+
6 ‘Munhu anomhanya kwazvo ngaarege kuedza kutiza, uye murume ane simba ngaarege kuedza kupukunyuka.+ Kumusoro nechokuchamhembe+ pedyo norwizi rwaYufratesi vagumburwa, vakawa.’+