Jeremiya 46:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Endai, haiwa imi mabhiza; uye mhanyai kwazvo, haiwa imi ngoro! Varume vane simba ngavabude, Kushi+ naPuti,+ vanoshandisa nhoo, nevaRudhimu,+ vanoshandisa uye vanokunga uta.
9 Endai, haiwa imi mabhiza; uye mhanyai kwazvo, haiwa imi ngoro! Varume vane simba ngavabude, Kushi+ naPuti,+ vanoshandisa nhoo, nevaRudhimu,+ vanoshandisa uye vanokunga uta.