Jeremiya 46:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Marudzi akanzwa kuzvidzwa kwako+ uye kuchema kwako kwazadza nyika.+ Nokuti vakagumburwa, murume ane simba achirwisana nomurume ane simba.+ Vakawira pasi pamwe chete, vari vaviri.”
12 Marudzi akanzwa kuzvidzwa kwako+ uye kuchema kwako kwazadza nyika.+ Nokuti vakagumburwa, murume ane simba achirwisana nomurume ane simba.+ Vakawira pasi pamwe chete, vari vaviri.”