Jeremiya 46:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvigadzirire mukwende nokuda kwokutapwa,+ haiwa iwe mugari wechikadzi,+ mwanasikana weIjipiti. Nokuti Nofi+ richava chinhuwo zvacho chinokatyamadza uye chokwadi richapiswa nomoto, kuti rirege kuva nomugari.+ Jeremiya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 46:19 Nharireyomurindi,7/1/2003, p. 32
19 Zvigadzirire mukwende nokuda kwokutapwa,+ haiwa iwe mugari wechikadzi,+ mwanasikana weIjipiti. Nokuti Nofi+ richava chinhuwo zvacho chinokatyamadza uye chokwadi richapiswa nomoto, kuti rirege kuva nomugari.+