Jeremiya 48:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “‘Moabhi yapambwa, mumwe munhu aenda kunorwisa maguta ayo.+ Majaya avo akanaka kwazvo aenda kunourayiwa,’+ ndizvo zvinotaura Mambo, ane zita rokuti Jehovha wemauto.+
15 “‘Moabhi yapambwa, mumwe munhu aenda kunorwisa maguta ayo.+ Majaya avo akanaka kwazvo aenda kunourayiwa,’+ ndizvo zvinotaura Mambo, ane zita rokuti Jehovha wemauto.+