Jeremiya 48:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Moabhi yanyadziswa, nokuti yavhundutswa.+ Ungudzai uye chemai. Taurai muri muAnoni,+ haiwa imi varume, kuti Moabhi yapambwa.
20 Moabhi yanyadziswa, nokuti yavhundutswa.+ Ungudzai uye chemai. Taurai muri muAnoni,+ haiwa imi varume, kuti Moabhi yapambwa.