Dhanieri 5:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 “Asi imi, mwanakomana wake Bheshazari,+ hamuna kuninipisa mwoyo wenyu,+ kunyange maiziva zvose izvi.+
22 “Asi imi, mwanakomana wake Bheshazari,+ hamuna kuninipisa mwoyo wenyu,+ kunyange maiziva zvose izvi.+