Johani 3:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Mhepo+ inovhuvhutira kwainoda, uye unonzwa kuvhuvhuta kwayo, asi hauzivi kwainobva nokwairi kuenda. Ndizvo zvakaita munhu wose akaberekwa nomudzimu.”+
8 Mhepo+ inovhuvhutira kwainoda, uye unonzwa kuvhuvhuta kwayo, asi hauzivi kwainobva nokwairi kuenda. Ndizvo zvakaita munhu wose akaberekwa nomudzimu.”+