Johani 3:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Asi Johani+ akanga achibhabhatidzawo ari muAinoni pedyo neSarimu, nokuti pakanga paine mvura zhinji kwazvo+ ipapo, uye vanhu vakaramba vachiuya, vachibhabhatidzwa;+
23 Asi Johani+ akanga achibhabhatidzawo ari muAinoni pedyo neSarimu, nokuti pakanga paine mvura zhinji kwazvo+ ipapo, uye vanhu vakaramba vachiuya, vachibhabhatidzwa;+