Mabasa 2:43 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 43 Chokwadi, mweya yose yakatanga kubatwa nokutya, uye zvishamiso nezviratidzo zvakatanga kuitika nokuvaapostora.+
43 Chokwadi, mweya yose yakatanga kubatwa nokutya, uye zvishamiso nezviratidzo zvakatanga kuitika nokuvaapostora.+