Mabasa 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Mwari waAbrahamu nowaIsaka nowaJakobho,+ Mwari wemadzitateguru edu, akakudza+ Mushumiri+ wake, iye Jesu, uyo wamakaisa+ pamberi paPirato uye mukamuramba, paakanga asarudza kumusunungura.+
13 Mwari waAbrahamu nowaIsaka nowaJakobho,+ Mwari wemadzitateguru edu, akakudza+ Mushumiri+ wake, iye Jesu, uyo wamakaisa+ pamberi paPirato uye mukamuramba, paakanga asarudza kumusunungura.+