Mabasa 3:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Ndimi vanakomana+ vevaprofita nevesungano iyo Mwari akaita nemadzitateguru enyu, achiti kuna Abrahamu, ‘Mhuri dzose dzepanyika dzichakomborerwa nokumwana* wako.’+
25 Ndimi vanakomana+ vevaprofita nevesungano iyo Mwari akaita nemadzitateguru enyu, achiti kuna Abrahamu, ‘Mhuri dzose dzepanyika dzichakomborerwa nokumwana* wako.’+