Mashoko Emuzasi
a Mukai! haisi magazini yezvokurapa, uye nyaya idzi nezveMCS hadzisi dzokutsigira pfungwa ipi neipi zvayo yezvokurapa. Dziri kungotaura nezvezvichangobva kuwanikwa uye zvakawanikwa navamwe vanachiremba navarwere kuti zvinobatsira mukurarama nechirwere ichi. Mukai! inobvuma kuti pakati pavanachiremba hapana kubvumirana maererano nezvechinokonzera MCS, zvakaita dambudziko racho, kana kurapa kwakawanda nezvirongwa zvinopiwa kune vane dambudziko racho uye zvavanoshandisa.