Mashoko Emuzasi
c Panofanira kuonekwa kuti kushandisa mishonga yakadaro kunobatsirei uye kuti ndezvipi zvayakaipira. Mukai! haina rudzi rwokurapa rwainotsigira. VaKristu vanofanira kuva nechokwadi chokuti marapirwo ose avanosarudza haapesani nezvinotaurwa neBhaibheri.