Mashoko Emuzasi
a Zvimwe zvinokonzera kushaya mbereko muvanhukadzi kusashanda zvakanaka kwechizvaro, kuvharika kwemachubhu anotakura mazai, kana kuti hosha inonzi endometriosis. Kushaya mbereko kwevanhurume kunowanzokonzerwa nokuva nourume hushoma kana kuti kusatombova nahwo.