Mashoko Emuzasi
a Panyaya iyi, unogona kudzivisa kuita zvisarudzo zvechimbichimbi, zvakadai sokutama kana kuti kutsvaka mumwe munhu wokudanana naye. Zvinhu zvakadaro zvinofanira kungoitwa chete kana wanyatsojairana nemamiriro ako ezvinhu matsva.