Mashoko Emuzasi
a Zvinowanzokurudzirwa kuti kana munhu achinyanya kurwariswa nechikafu agare aine jekiseni rine adrenaline (epinephrine) rekuti anogona kuzvibaya kana zvakwidza. Vamwe vanachiremba vanokurudzira kuti vana vanorwariswa nechikafu vave nechimwe chinhu chinoratidza vadzidzisi nevamwewo nezvedambudziko ravo chakadai senecklace.